-
Eksodho 7:19Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
19 Naizvozvo Jehovha akati kuna Mosesi: “Iti kuna Aroni, ‘Tora tsvimbo yako utambanudzire ruoko rwako+ pamusoro pemvura yeIjipiti, pamusoro penzizi dzavo, pamusoro pemigero yaNire nepamusoro pemadziva avo ane tsanga+ zhinji nepamusoro pemvura yezvidziva zvavo zvavakagadzira, kuti ive ropa.’ Munyika yose yeIjipiti muchava neropa uye mumidziyo yose yematanda nomumidziyo yematombo.”
-