Eksodho 9:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Mufurakisi nebhari zvakanga zvarohwa, nokuti bhari yakanga yatumbuka uye mufurakisi wakanga watanga kuva nemaruva.+
31 Mufurakisi nebhari zvakanga zvarohwa, nokuti bhari yakanga yatumbuka uye mufurakisi wakanga watanga kuva nemaruva.+