Eksodho 10:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Tambanudzira+ ruoko rwako panyika yeIjipiti nokuda kwemhashu, kuti dziuye panyika yeIjipiti, dzidye zvinomera zvose zvenyika ino, zvose zvakasiyiwa nechimvuramabwe.”+
12 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Tambanudzira+ ruoko rwako panyika yeIjipiti nokuda kwemhashu, kuti dziuye panyika yeIjipiti, dzidye zvinomera zvose zvenyika ino, zvose zvakasiyiwa nechimvuramabwe.”+