Eksodho 14:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Kwapera nguva yakati, vanakomana vaIsraeri vakapfuura nepakati pegungwa panyika yakaoma,+ mvura payakanga yakaita madziro kwavari kuruoko rwavo rworudyi nokuruboshwe kwavo.+
22 Kwapera nguva yakati, vanakomana vaIsraeri vakapfuura nepakati pegungwa panyika yakaoma,+ mvura payakanga yakaita madziro kwavari kuruoko rwavo rworudyi nokuruboshwe kwavo.+