Eksodho 20:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti mumazuva matanhatu Jehovha akaita matenga nenyika, gungwa nezvinhu zvose zviri mazviri,+ akazorora pazuva rechinomwe.+ Ndokusaka Jehovha akakomborera zuva resabata akariita dzvene.+
11 Nokuti mumazuva matanhatu Jehovha akaita matenga nenyika, gungwa nezvinhu zvose zviri mazviri,+ akazorora pazuva rechinomwe.+ Ndokusaka Jehovha akakomborera zuva resabata akariita dzvene.+