Eksodho 31:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Munofanira kuchengeta sabata, nokuti iro chinhu chitsvene kwamuri.+ Chokwadi anorisvibisa achaurayiwa.+ Kana pakava nomunhu anoita basa pariri, mweya iwoyo unofanira kubva waparadzwa pakati pevanhu vawo.+
14 Munofanira kuchengeta sabata, nokuti iro chinhu chitsvene kwamuri.+ Chokwadi anorisvibisa achaurayiwa.+ Kana pakava nomunhu anoita basa pariri, mweya iwoyo unofanira kubva waparadzwa pakati pevanhu vawo.+