Eksodho 34:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Akabva ati: “Haiwa Jehovha, zvino kana mandinzwira nyasha, ndapota, Jehovha ngaafambe ari pakati pedu,+ nokuti ivo vanhu vane mitsipa yakaoma,+ mutikanganwire kukanganisa kwedu nechivi chedu,+ mutione senhaka yenyu.”+
9 Akabva ati: “Haiwa Jehovha, zvino kana mandinzwira nyasha, ndapota, Jehovha ngaafambe ari pakati pedu,+ nokuti ivo vanhu vane mitsipa yakaoma,+ mutikanganwire kukanganisa kwedu nechivi chedu,+ mutione senhaka yenyu.”+