Eksodho 34:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Unofanira kuchengeta mutambo wemakeke asina kuviriswa.+ Udye makeke asina kuviriswa, sezvandakakurayira, kwemazuva manomwe panguva yakatarwa mumwedzi waAbhibhi,+ nokuti wakabuda muIjipiti mumwedzi waAbhibhi.
18 “Unofanira kuchengeta mutambo wemakeke asina kuviriswa.+ Udye makeke asina kuviriswa, sezvandakakurayira, kwemazuva manomwe panguva yakatarwa mumwedzi waAbhibhi,+ nokuti wakabuda muIjipiti mumwedzi waAbhibhi.