Eksodho 34:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “Unofanira kuuya nezvibereko zvomunda wako zvakanaka kwazvo zvinotanga kuibva+ kuimba yaJehovha Mwari wako.+ “Usabika mbudzana nomukaka waamai vayo.”+ Eksodho Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 34:26 Nharireyomurindi,3/15/2004, p. 27
26 “Unofanira kuuya nezvibereko zvomunda wako zvakanaka kwazvo zvinotanga kuibva+ kuimba yaJehovha Mwari wako.+ “Usabika mbudzana nomukaka waamai vayo.”+