Revhitiko 10:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mosesi akabva ati kuna Aroni: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha, achiti, ‘Nganditsveneswe+ pane vaya vari pedyo neni,+ uye ngandikudzwe+ pamberi pezviso zvevanhu vose.’” Asi Aroni akaramba akanyarara.
3 Mosesi akabva ati kuna Aroni: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha, achiti, ‘Nganditsveneswe+ pane vaya vari pedyo neni,+ uye ngandikudzwe+ pamberi pezviso zvevanhu vose.’” Asi Aroni akaramba akanyarara.