Revhitiko 23:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uti kwavari, ‘Mitambo yaJehovha yomwaka nomwaka+ yamunofanira kuzivisa,+ kuungana kutsvene. Iyi ndiyo mitambo yangu yomwaka nomwaka:
2 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uti kwavari, ‘Mitambo yaJehovha yomwaka nomwaka+ yamunofanira kuzivisa,+ kuungana kutsvene. Iyi ndiyo mitambo yangu yomwaka nomwaka: