Revhitiko 23:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “‘Pazuva rechigumi nemashanu romwedzi uyu ndipo pane mutambo wemakeke asina kuviriswa unoitirwa Jehovha.+ Munofanira kudya makeke asina kuviriswa kwemazuva manomwe.+
6 “‘Pazuva rechigumi nemashanu romwedzi uyu ndipo pane mutambo wemakeke asina kuviriswa unoitirwa Jehovha.+ Munofanira kudya makeke asina kuviriswa kwemazuva manomwe.+