Numeri 14:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Muchazvidavirira nokuda kwokukanganisa kwenyu kwemakore makumi mana,+ maererano nokuwanda kwemazuva amakasora nyika yacho, mazuva makumi mana,+ zuva richiva gore, zuva richiva gore,+ zvamunofanira kuziva zvinorehwa nokuparadzaniswa kwangu nemi.+
34 Muchazvidavirira nokuda kwokukanganisa kwenyu kwemakore makumi mana,+ maererano nokuwanda kwemazuva amakasora nyika yacho, mazuva makumi mana,+ zuva richiva gore, zuva richiva gore,+ zvamunofanira kuziva zvinorehwa nokuparadzaniswa kwangu nemi.+