Numeri 18:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Unofanira kuadzikinura nomutengo wao wokudzikinura kubvira pamwedzi mumwe chete zvichikwira, nokukosha kwakatarwa, mashekeri mashanu esirivha kana tichienzanisa neshekeri renzvimbo tsvene.+ Magera makumi maviri.+
16 Unofanira kuadzikinura nomutengo wao wokudzikinura kubvira pamwedzi mumwe chete zvichikwira, nokukosha kwakatarwa, mashekeri mashanu esirivha kana tichienzanisa neshekeri renzvimbo tsvene.+ Magera makumi maviri.+