Dheuteronomi 14:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene+ kuna Jehovha Mwari wako, uye Jehovha akakusarudza kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo,+ pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.
2 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene+ kuna Jehovha Mwari wako, uye Jehovha akakusarudza kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo,+ pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.