Dheuteronomi 21:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 chitunha chake hachifaniri kurara usiku hwose chiri padanda;+ asi unotofanira kumuviga zuva iroro nokuti munhu akaturikwa chinhu chakatukwa naMwari;+ uye usasvibisa nyika yako yauchapiwa naJehovha Mwari wako kuti ive nhaka yako.+
23 chitunha chake hachifaniri kurara usiku hwose chiri padanda;+ asi unotofanira kumuviga zuva iroro nokuti munhu akaturikwa chinhu chakatukwa naMwari;+ uye usasvibisa nyika yako yauchapiwa naJehovha Mwari wako kuti ive nhaka yako.+