Dheuteronomi 34:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Iye akamuviga mumupata uri munyika yeMoabhi pakatarisana neBheti-peori,+ uye hapana anoziva guva rake kusvikira nhasi.+
6 Iye akamuviga mumupata uri munyika yeMoabhi pakatarisana neBheti-peori,+ uye hapana anoziva guva rake kusvikira nhasi.+