Joshua 13:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Hafu yeGiriyedhi neAshtaroti+ neEdrei,+ maguta oumambo hwaOgi ari muBhashani, akapiwa vanakomana vaMakiri+ mwanakomana waManase, hafu yevanakomana vaMakiri maererano nemhuri dzavo.
31 Hafu yeGiriyedhi neAshtaroti+ neEdrei,+ maguta oumambo hwaOgi ari muBhashani, akapiwa vanakomana vaMakiri+ mwanakomana waManase, hafu yevanakomana vaMakiri maererano nemhuri dzavo.