Vatongi 6:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ngirozi yaJehovha yakabva yatambanudza muromo womudonzvo waiva muruoko rwayo, ikagunzva nyama nemakeke asina kuviriswa, moto ukatanga kubuda padombo ukapisa nyama nemakeke asina kuviriswa.+ Asi ngirozi yaJehovha yakanyangarika akasaiona.
21 Ngirozi yaJehovha yakabva yatambanudza muromo womudonzvo waiva muruoko rwayo, ikagunzva nyama nemakeke asina kuviriswa, moto ukatanga kubuda padombo ukapisa nyama nemakeke asina kuviriswa.+ Asi ngirozi yaJehovha yakanyangarika akasaiona.