Vatongi 7:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndapota, zvino shevedzera vanhu vachinzwa, uchiti, ‘Ndiani anotya uye anodedera? Ngaadzokere.’”+ Naizvozvo Gidhiyoni akavaedza. Nokudaro, zviuru makumi maviri nezviviri zvevanhu vacho zvakadzokera, asi paiva nezviuru gumi zvakasara. Vatongi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 7:3 “Rugwaro Rwose,” p. 41
3 Ndapota, zvino shevedzera vanhu vachinzwa, uchiti, ‘Ndiani anotya uye anodedera? Ngaadzokere.’”+ Naizvozvo Gidhiyoni akavaedza. Nokudaro, zviuru makumi maviri nezviviri zvevanhu vacho zvakadzokera, asi paiva nezviuru gumi zvakasara.