1 Samueri 9:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Sauro akapindura, akati: “Handisi muBhenjamini wedzinza duku+ pamadzinza aIsraeri+ here, uye mhuri yangu haisi iyo isingakoshi kwazvo pamhuri dzose dzedzinza raBhenjamini here?+ Saka nei mataura neni chinhu chakadai?”+
21 Sauro akapindura, akati: “Handisi muBhenjamini wedzinza duku+ pamadzinza aIsraeri+ here, uye mhuri yangu haisi iyo isingakoshi kwazvo pamhuri dzose dzedzinza raBhenjamini here?+ Saka nei mataura neni chinhu chakadai?”+