1 Samueri 15:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino enda, uuraye vaAmareki+ wovaparadza chose+ nezvose zvavainazvo, usavanzwira tsitsi, asi uvauraye,+ murume pamwe chete nomukadzi, mwana pamwe chete neanoyamwa,+ nzombe pamwe chete negwai, ngamera pamwe chete nembongoro.’”+
3 Zvino enda, uuraye vaAmareki+ wovaparadza chose+ nezvose zvavainazvo, usavanzwira tsitsi, asi uvauraye,+ murume pamwe chete nomukadzi, mwana pamwe chete neanoyamwa,+ nzombe pamwe chete negwai, ngamera pamwe chete nembongoro.’”+