1 Samueri 15:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi Samueri akati: “Saka kuchema kwemakwai uku kuri munzeve dzangu ndokwei, nokuchema kwemombe kwandiri kunzwa?”+
14 Asi Samueri akati: “Saka kuchema kwemakwai uku kuri munzeve dzangu ndokwei, nokuchema kwemombe kwandiri kunzwa?”+