1 Samueri 15:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Sauro akati: “Vakabva nazvo kuvaAmareki, nokuti vanhu+ vakanzwira tsitsi makwai nemombe zvakanaka kwazvo, nechinangwa chokubayira kuna Jehovha Mwari wenyu;+ asi zvakasara takazviparadza chose.”
15 Sauro akati: “Vakabva nazvo kuvaAmareki, nokuti vanhu+ vakanzwira tsitsi makwai nemombe zvakanaka kwazvo, nechinangwa chokubayira kuna Jehovha Mwari wenyu;+ asi zvakasara takazviparadza chose.”