1 Samueri 18:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvisinei, panguva yokupa Dhavhidhi Merabhu, mwanasikana waSauro, iye akanga atopiwa kuna Adrieri+ muMehora+ kuti ave mudzimai wake.
19 Zvisinei, panguva yokupa Dhavhidhi Merabhu, mwanasikana waSauro, iye akanga atopiwa kuna Adrieri+ muMehora+ kuti ave mudzimai wake.