1 Samueri 20:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Dhavhidhi akati kuna Jonatani: “Tarira! Mangwana kugara kwomwedzi,+ uye ini, chero zvodini, ndinofanira kugara namambo kuti ndidye; ndirege ndiende, uye ndichavanda+ musango kusvikira manheru pazuva rechitatu.
5 Dhavhidhi akati kuna Jonatani: “Tarira! Mangwana kugara kwomwedzi,+ uye ini, chero zvodini, ndinofanira kugara namambo kuti ndidye; ndirege ndiende, uye ndichavanda+ musango kusvikira manheru pazuva rechitatu.