1 Samueri 24:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokudaro akati kuvarume vake: “Handingambofungi zvakadaro, mukuona kwaJehovha, kuti ndiitire ishe wangu, iye muzodziwa+ waJehovha, chinhu ichi, nokutambanudzira ruoko rwangu kwaari, nokuti iye muzodziwa waJehovha.”+
6 Nokudaro akati kuvarume vake: “Handingambofungi zvakadaro, mukuona kwaJehovha, kuti ndiitire ishe wangu, iye muzodziwa+ waJehovha, chinhu ichi, nokutambanudzira ruoko rwangu kwaari, nokuti iye muzodziwa waJehovha.”+