1 Samueri 25:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Munhu paanosimuka kuti akudzingirirei nokutsvaka nzira yokuuraya mweya wenyu, mweya washe wangu uchava wakaputirwa muhomwe youpenyu+ naJehovha Mwari wenyu;+ asi mweya yevavengi venyu, achaipotsera sokunge kuti iri kubva muchipfuramabwe.+ 1 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 25:29 Nharireyomurindi,6/15/1991, p. 14
29 Munhu paanosimuka kuti akudzingirirei nokutsvaka nzira yokuuraya mweya wenyu, mweya washe wangu uchava wakaputirwa muhomwe youpenyu+ naJehovha Mwari wenyu;+ asi mweya yevavengi venyu, achaipotsera sokunge kuti iri kubva muchipfuramabwe.+