2 Samueri 6:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Dhavhidhi paakanga apedza kupa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zvokugoverana, akabva akomborera+ vanhu achishandisa zita raJehovha+ wemauto.
18 Dhavhidhi paakanga apedza kupa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zvokugoverana, akabva akomborera+ vanhu achishandisa zita raJehovha+ wemauto.