1 Madzimambo 4:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Vakaramba vachiuya vachibva kumarudzi ose kuti vanzwe uchenjeri hwaSoromoni,+ kunyange kubva kumadzimambo ose enyika akanga anzwa nezvouchenjeri hwake.+
34 Vakaramba vachiuya vachibva kumarudzi ose kuti vanzwe uchenjeri hwaSoromoni,+ kunyange kubva kumadzimambo ose enyika akanga anzwa nezvouchenjeri hwake.+