1 Madzimambo 18:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Moto+ waJehovha wakabva waburuka, ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nehuni nematombo neguruva, ukananzva mvura yaiva mumugero.+
38 Moto+ waJehovha wakabva waburuka, ukapisa chinopiwa chinopiswa+ nehuni nematombo neguruva, ukananzva mvura yaiva mumugero.+