2 Madzimambo 17:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Naizvozvo mambo weAsiriya akaunza vanhu kubva kuBhabhironi+ neKuta neAvha+ neHamati+ neSefavhaimu,+ akaita kuti vagare mumaguta eSamariya+ panzvimbo pevanakomana vaIsraeri; uye vakatanga kuita kuti Samariya rive ravo nokugara mumaguta aro. 2 Madzimambo Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 17:24 Nharireyomurindi,2/15/1988, p. 27
24 Naizvozvo mambo weAsiriya akaunza vanhu kubva kuBhabhironi+ neKuta neAvha+ neHamati+ neSefavhaimu,+ akaita kuti vagare mumaguta eSamariya+ panzvimbo pevanakomana vaIsraeri; uye vakatanga kuita kuti Samariya rive ravo nokugara mumaguta aro.