1 Makoronike 29:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye akazofa anyatsokwegura,+ agutswa nemazuva, pfuma+ nokukudzwa;+ uye mwanakomana wake Soromoni akatanga kutonga panzvimbo pake.+
28 Iye akazofa anyatsokwegura,+ agutswa nemazuva, pfuma+ nokukudzwa;+ uye mwanakomana wake Soromoni akatanga kutonga panzvimbo pake.+