2 Makoronike 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Atari+ yemhangura yakanga yagadzirwa naBhezareri+ mwanakomana waUrai mwanakomana waHeri+ yakanga yaiswa pamberi petebhenekeri yaJehovha; uye Soromoni neungano yacho vakabvunza vari pamberi payo sezvaigara zvichiitwa.
5 Atari+ yemhangura yakanga yagadzirwa naBhezareri+ mwanakomana waUrai mwanakomana waHeri+ yakanga yaiswa pamberi petebhenekeri yaJehovha; uye Soromoni neungano yacho vakabvunza vari pamberi payo sezvaigara zvichiitwa.