2 Makoronike 6:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 “Kana vakakutadzirai+ (nokuti hapana munhu asingatadzi),+ imi mukavatsamwira kwazvo movaisa kumuvengi, vatapi vavo vovatapa kuti vaende navo kunyika iri kure kana iri pedyo;+
36 “Kana vakakutadzirai+ (nokuti hapana munhu asingatadzi),+ imi mukavatsamwira kwazvo movaisa kumuvengi, vatapi vavo vovatapa kuti vaende navo kunyika iri kure kana iri pedyo;+