2 Makoronike 6:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 inzwaiwo muri kumatenga, muri munzvimbo yenyu yamunogara isingachinji,+ munyengetero wavo nokukumbira kwavo kunzwirwa nyasha,+ muvaruramisire,+ uye mukanganwire+ vanhu venyu vanenge vakutadzirai.
39 inzwaiwo muri kumatenga, muri munzvimbo yenyu yamunogara isingachinji,+ munyengetero wavo nokukumbira kwavo kunzwirwa nyasha,+ muvaruramisire,+ uye mukanganwire+ vanhu venyu vanenge vakutadzirai.