2 Makoronike 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 uye vanhu vangu+ vave vachishevedzwa nezita rangu+ vakazvininipisa,+ vakanyengetera,+ vakatsvaka chiso changu,+ vakatendeuka panzira dzavo dzakaipa,+ ndichabva ndanzwa ndiri kumatenga+ ndokanganwira chivi chavo,+ ndoporesa nyika yavo.+ 2 Makoronike Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 7:14 Mukai!,2/8/1994, p. 12
14 uye vanhu vangu+ vave vachishevedzwa nezita rangu+ vakazvininipisa,+ vakanyengetera,+ vakatsvaka chiso changu,+ vakatendeuka panzira dzavo dzakaipa,+ ndichabva ndanzwa ndiri kumatenga+ ndokanganwira chivi chavo,+ ndoporesa nyika yavo.+