Ezra 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Mambo Koreshi akaunzawo midziyo yeimba yaJehovha,+ iyo Nebhukadhinezari akanga abudisa muJerusarema,+ akaiisa muimba yamwari wake.+
7 Mambo Koreshi akaunzawo midziyo yeimba yaJehovha,+ iyo Nebhukadhinezari akanga abudisa muJerusarema,+ akaiisa muimba yamwari wake.+