Nehemiya 8:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ezra akabva arumbidza Jehovha+ Mwari wechokwadi, Mukuru, vanhu vose vakapindura kuti, “Ameni! Ameni!”+ vachisimudza maoko avo.+ Vakabva vakotama,+ vakagwadamira Jehovha zviso zvavo zvakatarira pasi.+
6 Ezra akabva arumbidza Jehovha+ Mwari wechokwadi, Mukuru, vanhu vose vakapindura kuti, “Ameni! Ameni!”+ vachisimudza maoko avo.+ Vakabva vakotama,+ vakagwadamira Jehovha zviso zvavo zvakatarira pasi.+