Nehemiya 9:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Makawana mwoyo wake wakatendeka pamberi penyu;+ naizvozvo makaita sungano+ naye kuti mumupe nyika yevaKenani, vaHiti, vaAmori nevaPerizi nevaJebhusi nevaGigashi, kuti muipe vana vake;+ uye makaita zvamakataura, nokuti makarurama.+
8 Makawana mwoyo wake wakatendeka pamberi penyu;+ naizvozvo makaita sungano+ naye kuti mumupe nyika yevaKenani, vaHiti, vaAmori nevaPerizi nevaJebhusi nevaGigashi, kuti muipe vana vake;+ uye makaita zvamakataura, nokuti makarurama.+