Esteri 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino shoko ramambo nomutemo wake pazvakanzwiwa, uye vasikana vakawanda pavakaunganidzwa panhare yeShushani,+ vachitarisirwa naHegai,+ Esteri akabva aendeswa kuimba yamambo yaitarisirwa naHegai mutarisiri wevakadzi.
8 Zvino shoko ramambo nomutemo wake pazvakanzwiwa, uye vasikana vakawanda pavakaunganidzwa panhare yeShushani,+ vachitarisirwa naHegai,+ Esteri akabva aendeswa kuimba yamambo yaitarisirwa naHegai mutarisiri wevakadzi.