-
Esteri 2:9Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
9 Zvino musikana wacho aiva akanaka kwaari, zvokuti akamuitira mutsa worudo,+ akachimbidza kumukwiza muviri+ nemafuta okutsvindisa nokumupa zvokudya zvake zvakakodzera, nokumupa vasikana vanomwe vakasarudzwa paimba yamambo, akamutamisira iye nevasikana vake kunzvimbo yakanaka kwazvo yeimba yevakadzi.
-