Esteri 2:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Mambo akaitira machinda ake ose nevashandi vake mabiko makuru, mabiko aEsteri; uye akabvumira kuti pave nokusunungurwa+ mumatunhu acho, uye iye akaramba achipa zvipo maererano nokuwana kwaiita mambo.
18 Mambo akaitira machinda ake ose nevashandi vake mabiko makuru, mabiko aEsteri; uye akabvumira kuti pave nokusunungurwa+ mumatunhu acho, uye iye akaramba achipa zvipo maererano nokuwana kwaiita mambo.