Esteri 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Naizvozvo nyaya yacho yakaongororwa ikazowanikwa, vaviri vacho vakaturikwa+ padanda;+ zvichibva zvazonyorwa mubhuku remabasa+ epamazuva acho pamberi pamambo.
23 Naizvozvo nyaya yacho yakaongororwa ikazowanikwa, vaviri vacho vakaturikwa+ padanda;+ zvichibva zvazonyorwa mubhuku remabasa+ epamazuva acho pamberi pamambo.