Esteri 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti kana ukanyarara panguva ino, kubatsirwa nokununurwa kwevaJudha zvichabva kune imwe nzvimbo;+ asi iwe neimba yababa vako, muchaparara. Ndiani anoziva kana wakava vahosi nokuda kwenguva yakaita seino?”+ Esteri Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 4:14 Akadzivirira Vanhu vaMwari ia chits. 15 ndim. 23 Akamira-mira Pakudzivirira Vanhu vaMwari w11 10/1 p. 23
14 Nokuti kana ukanyarara panguva ino, kubatsirwa nokununurwa kwevaJudha zvichabva kune imwe nzvimbo;+ asi iwe neimba yababa vako, muchaparara. Ndiani anoziva kana wakava vahosi nokuda kwenguva yakaita seino?”+
4:14 Akadzivirira Vanhu vaMwari ia chits. 15 ndim. 23 Akamira-mira Pakudzivirira Vanhu vaMwari w11 10/1 p. 23