Esteri 10:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti Modhekai muJudha aiva wechipiri+ kuna Mambo Ahashivheroshi uye aiva mukuru pavaJudha, aifarirwa nehama dzake zhinji, achishanda kuti aitire vanhu vake zvakanaka uye achitaura nezvorugare+ kuvana vavo vose.
3 Nokuti Modhekai muJudha aiva wechipiri+ kuna Mambo Ahashivheroshi uye aiva mukuru pavaJudha, aifarirwa nehama dzake zhinji, achishanda kuti aitire vanhu vake zvakanaka uye achitaura nezvorugare+ kuvana vavo vose.