Pisarema 18:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokuti ndakachengeta nzira dzaJehovha,+Handina kusiya Mwari wangu nokuita zvakaipa.+