Pisarema 25:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Kutambudzika kwomwoyo wangu kwawanda;+Haiwa ndibudisei munhamo dzangu.+