Pisarema 55:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Achadzikinura uye achaisa mweya wangu murugare pakurwiswa kwandiri kuitwa,+Nokuti vava kurwisana neni vari vazhinjizhinji.+
18 Achadzikinura uye achaisa mweya wangu murugare pakurwiswa kwandiri kuitwa,+Nokuti vava kurwisana neni vari vazhinjizhinji.+