Pisarema 69:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Vaya vanondivenga pasina chikonzero vava vazhinji kupfuura bvudzi romusoro wangu.+Vaya vari kuita kuti ndinyarare, vachiva vavengi vangu pasina chikonzero, vava vazhinji.+Ndakabva ndadzorera zvandakanga ndisina kutora nougororo. Mapisarema Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 69:4 Nharireyomurindi,8/15/2011, p. 116/1/2006, p. 11
4 Vaya vanondivenga pasina chikonzero vava vazhinji kupfuura bvudzi romusoro wangu.+Vaya vari kuita kuti ndinyarare, vachiva vavengi vangu pasina chikonzero, vava vazhinji.+Ndakabva ndadzorera zvandakanga ndisina kutora nougororo.